song lyrics / Chino Wawa / Ndakamirira lyrics  | FRen Français

Ndakamirira lyrics

Performer Chino Wawa

Ndakamirira song lyrics by Chino Wawa official

Ndakamirira is a song in Swahili

Kunze kwadoka babe
i need you my shawty
usanonoke baby ndakatokumirira kuno
ngiyakuthanda Monalisa (yelele yelele Monalisa)
zvausingade ndozvibvisa
ndakakumirira baby
yeyeye ndakamirira kuno
usanonoke baby ndakatokumirira kuno
ndichakuimbira chibo
yeyeye ndichakuimbira chimbo
usanonoke baby ndakatokumirira kuno

oh baby answer me
anytime i call make u answer me
(baby answer me)
ndakakumirira kuno
(moyo wangu unoremerwa)
kana usipo ndinopererwa
you already know imma hold you down
so baby answer when i call u babe
(ndakamirira)

ndakakumirira baby
(yeyeye ndakamirira kuno)
usanonoke baby ndakatokumirira kuno
ndichakuimbira chimbo
(yeyeye ndichakuimbira chimbo)
usanonoke baby ndakatokumirira kuno

yeyeye ndakamirira kuno

yeyeye ndichakuimbira chimbo
Lyrics copyright : legal lyrics licensed by Lyricfind.
No unauthorized reproduction of lyric.

Comments for Ndakamirira lyrics

Name/Nickname
Comment
Copyright © 2004-2024 NET VADOR - All rights reserved. www.paroles-musique.com/eng/
Member login

Log in or create an account...

Forgot your password ?
OR
REGISTER
Select in the following order :
1| symbol to the right of the target
2| symbol to the left of the trash
3| symbol at the bottom of the bulb
grid grid grid
grid grid grid
grid grid grid